9 Joabhu akati kuna Amasa, “Wakadiniko, munun'una wangu?” Ipapo Joabhu akabata ndebvu dzaAmasa noruoko rwake rworudyi kuti amutsvode.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20
Maonero 2 Samueri 20:9 akapoteredza