2 Samueri 21:14 BDMCS

14 Vakaviga mapfupa aSauro naJonatani mwanakomana wake muhwiro hwaKishi baba vaSauro, paZara muBhenjamini, uye vakaita zvose zvavakarayirwa namambo. Shure kwaizvozvo, Mwari akapindura munyengetero wokumiririra nyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:14 akapoteredza