2 Samueri 21:22 BDMCS

22 Ava vari vana vakanga vari zvizvarwa zvaRafa muGati, uye vakafa pamaoko aDhavhidhi navanhu vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:22 akapoteredza