2 Samueri 21:4 BDMCS

4 VaGibheoni vakamupindura vachiti, “Hatina kodzero yokureva sirivha negoridhe kuna Sauro kana kumhuri yake, uye hatina kodzero yokuuraya munhu muIsraeri.” Dhavhidhi akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:4 akapoteredza