2 Samueri 21:6 BDMCS

6 zvizvarwa zvake zvechirume zvinomwe ngazvipiwe kwatiri kuti zviurayiwe uye zviiswe pachena pamberi paJehovha paGibhea raSauro musanangurwa waJehovha.” Saka mambo akati, “Ndichavapa kwamuri.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:6 akapoteredza