26 Herezi muPariti,Ira mwamakomana waIkeshi aibva kuTekoa,
27 Abhiezeri aibva kuAnatoti,Mebhunai muHushati,
28 Zarimoni muAhohi,Maharai muNetofati,
29 Heredhi mwanakomana waBhaana muNetofati,Itai mwanakomana waRibhai aibva kuGibhea muBhenjamini,
30 Bhenaya muPiratoni,Hidhai aibva kuhova dzeGaashi,
31 Abhi-Aribhoni muAribhati,Azimavheti muBharuhumi,
32 Eriabha muShaaribhoni,mwanakomana waJasheni,Jonatani