2 Samueri 24:10 BDMCS

10 Hana yaDhavhidhi yakarova shure kwokuverenga kwake varume vokurwa, akati kuna Jehovha, “Ndatadza zvikuru pane zvandaita. Haiwa Jehovha, zvino ndinokukumbirai, bvisa mhaka yomuranda wenyu. Ndaita chinhu choupenzi kwazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:10 akapoteredza