2 Samueri 24:14 BDMCS

14 Dhavhidhi akati kuna Gadhi, “Ndiri pakutambudzika kukuru. Ngatiwirei hedu mumaoko aJehovha, nokuti ngoni dzake ihuru; asi musandirega ndichiwira mumaoko avanhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:14 akapoteredza