2 Samueri 24:20 BDMCS

20 Arauna akati atarisa akaona mambo navanhu vake vachiuya vakananga kwaari, akabuda akandokotamira pasi pamberi pamambo chiso chake chakatsikitsira pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:20 akapoteredza