2 Samueri 3:1 BDMCS

1 Hondo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi yakatora nguva refu isati yapera. Dhavhidhi akaramba achisimba asi imba yaSauro yakaramba ichipererwa nesimba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:1 akapoteredza