2 Samueri 3:13 BDMCS

13 Dhavhidhi akati, “Zvakanaka, ndichaita sungano newe. Asi ndinoda chinhu chimwe chete kubva kwauri: Usasvika pamberi pangu kunze kwokunge wauya naMikari mwanasikana waSauro paunouya kuzondiona.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:13 akapoteredza