2 Samueri 3:19 BDMCS

19 Abhineri akataura navaBhenjamini pachake. Ipapo akabva akaenda kundoudza Dhavhidhi paHebhuroni zvose zvakanga zvichida kuzoitwa navaIsraeri neimba yose yaBhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:19 akapoteredza