2 Samueri 3:31 BDMCS

31 Ipapo Dhavhidhi akati kuna Joabhu navanhu vose vaiva naye, “Bvarurai nguo dzenyu mupfeke masaga mufambe muchiungudza pamberi paAbhineri.” Mambo Dhavhidhi pachake akafamba ari shure kwengoro yaiva nechitunha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 3

Maonero 2 Samueri 3:31 akapoteredza