2 Samueri 4:1 BDMCS

1 Zvino Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro paakanzwa kuti Abhineri akanga afa paHebhuroni, akapererwa nesimba, uye Israeri yose yakavhunduka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 4

Maonero 2 Samueri 4:1 akapoteredza