2 Samueri 4:7 BDMCS

7 Vakanga vapinda mumba panguva yaakanga akarara pamubhedha wake muimba yokurara. Pavakamubaya vakamuuraya, ndokugura musoro wake. Vakautora, ndokufamba usiku nenzira yeArabha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 4

Maonero 2 Samueri 4:7 akapoteredza