2 Samueri 7:14 BDMCS

14 Ini ndichava baba vake, iye achava mwana wangu. Kana akakanganisa, ini ndichamuranga neshamhu yavanhu, uye nokurangwa kunoitwa navanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 7

Maonero 2 Samueri 7:14 akapoteredza