2 Samueri 7:19 BDMCS

19 Uyezve sezvinonzi izvi hazvina kukwana pamberi penyu, nhai Ishe Jehovha, mataurazve nezveramangwana reimba yomuranda wenyu. Nhai Ishe Jehovha Mwari, izvi ndizvo zvamunogara muchiitira vanhu here?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 7

Maonero 2 Samueri 7:19 akapoteredza