2 Samueri 7:22 BDMCS

22 “Haiwa muri mukuru, imi Ishe Jehovha! Hakuna mumwe akafanana nemi, uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu, sezvatakanzwa nenzeve dzedu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 7

Maonero 2 Samueri 7:22 akapoteredza