Amosi 3:15 BDMCS

15 Ndichaparadza imba yenguva yechando, pamwe chete neimba yenguva yechirimo; dzimba dzakashongedzwa nenyanga dzenzou dzichaparadzwa uye dzimba huru dzichaparadzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 3

Maonero Amosi 3:15 akapoteredza