Amosi 5:11 BDMCS

11 Munotsika pamusoro pomurombo muchimumanikidza kuti akupei zviyo. Naizvozvo, kunyange makavaka dzimba huru dzamabwe, hamungagari madziri; kunyange makasima minda yakasvibira yemizambiringa, hamunganwi waini yayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 5

Maonero Amosi 5:11 akapoteredza