Amosi 5:16 BDMCS

16 Naizvozvo zvanzi naIshe, Jehovha Mwari Wamasimba Ose, “Muchava nokuchema mumigwagwa yose nemhere yokurwadziwa pazvivara zvose. Varimi vachadanwa kuti vazochema uye vanochema vazoungudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 5

Maonero Amosi 5:16 akapoteredza