11 Nokuti izvi ndizvo zviri kutaurwa naAmosi: “ ‘Jerobhoamu achafa nomunondo, uye Israeri ichaenda muutapwa, zvirokwazvo kure nenyika yavo yechizvarwa.’ ”
Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 7
Maonero Amosi 7:11 akapoteredza