4 Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: Ishe Jehovha akanga achidanidzira kuti pave nokutonga nomoto; wakaomesa gungwa rakadzika uye ukaparadza nyika.
Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 7
Maonero Amosi 7:4 akapoteredza