Amosi 8:12 BDMCS

12 Vanhu vachadzedzereka vachibva kugungwa vachienda kune rimwe gungwa, uye vachadzungaira vachibva kumusoro vachienda kumabvazuva, vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 8

Maonero Amosi 8:12 akapoteredza