Amosi 8:2 BDMCS

2 Akabvunza akati, “Unooneiko, Amosi?” Ndakapindura ndichiti, “Tswanda ine michero yakaibva.” Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Nguva yakwana kuvanhu vangu Israeri; handingavararamisizve.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 8

Maonero Amosi 8:2 akapoteredza