Amosi 9:14 BDMCS

14 Ndichadzosazve vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri; vachavakazve maguta akaitwa matongo uye vachagara maari. Vachasima minda yemizambiringa vagonwa waini yayo. Vacharima mapindu uye vachadya zvibereko zvawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 9

Maonero Amosi 9:14 akapoteredza