Dhanieri 10:11 BDMCS

11 Iye akati kwandiri, “Dhanieri, iwe unokudzwa zvikuru, chichengeta zvikuru mashoko andava kutaura kwauri, uye usimuke, nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Zvino paakareva izvi kwandiri, ndakasimuka ndichidedera.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 10

Maonero Dhanieri 10:11 akapoteredza