Dhanieri 11:14 BDMCS

14 “Munguva idzodzo vazhinji vachamukira mambo weZasi. Varume vechisimba pakati pavanhu vokwako vachakumukira kuti chiratidzo chizadziswe, asi havangakundi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:14 akapoteredza