Dhanieri 11:25 BDMCS

25 “Nehondo huru achamutsa simba rake nokushinga kwake kuti arwise mambo weZasi. Mambo weZasi acharwa naye nehondo huru kwazvo uye hondo ine simba kwazvo, asi haazogoni kumira nokuda kwamano aakarongerwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:25 akapoteredza