Dhanieri 11:36 BDMCS

36 “Mambo uyu achaita sezvaanoda. Achazvisimudzira nokuzvikudza pamusoro pavamwari vose uye achataura zvinhu zvisina kumbonzwikwa pamusoro paMwari wavamwari. Achabudirira kusvikira nguva yokutsamwa yapera, nokuti zvakatemwa zvinofanira kuitika.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 11

Maonero Dhanieri 11:36 akapoteredza