Dhanieri 12:11 BDMCS

11 “Kubva panguva ichadziviswa chibayiro chamazuva ose nokumiswa kwechinhu chinonyangadza chinouyisa kuparadzwa, pachava namazuva chiuru chine zana namakumi mapfumbamwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 12

Maonero Dhanieri 12:11 akapoteredza