Dhanieri 2:25 BDMCS

25 Arioki akaenda naDhanieri kuna mambo nokukurumidza uye akati kwaari, “Ndawana munhu pakati pavakatapwa vokwaJudha anogona kuudza mambo zvinoreva chiroto chavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:25 akapoteredza