Dhanieri 2:30 BDMCS

30 Asi ini chakavanzika ichi chakaziviswa kwandiri, kwete nokuda kwokuti ndine njere huru kupfuura vamwe vanhu vanorarama asi kuti imi mambo, mugoziva dudziro uye kuti mugonzwisisa zvakapinda mundangariro dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:30 akapoteredza