Dhanieri 2:32 BDMCS

32 Musoro wechifananidzo ichi wakanga wakaitwa negoridhe rakanatswa, chipfuva chacho namaoko zvakanga zviri zvesirivha; dumbu racho nezvidyiro zvaiva zvendarira,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:32 akapoteredza