Dhanieri 2:9 BDMCS

9 Kana musingandiudzi zvandarota, panongova nechirango chimwe chete. Imi makarangana kundiudza zvinhu zvinonyengera uye zvakaipa, muchifunga kuti zvinhu zvichashanduka. Saka zvino, ndiudzei zvandakarota, ndigoziva kuti muchagona kundidudzira chiroto.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:9 akapoteredza