Dhanieri 3:14 BDMCS

14 Nebhukadhinezari akati kwavari, “Ichokwadi here, imi vana Shadhireki naMeshaki naAbhedhinego, kuti hamusi kushumira vamwari vangu kana kunamata chifananidzo chegoridhe chandakamisa?

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3

Maonero Dhanieri 3:14 akapoteredza