17 Kana tikakandwa mumoto unopfuta, Mwari watinoshumira anogona kutiponesa pauri, uye achatirwira paruoko rwenyu, imi mambo.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3
Maonero Dhanieri 3:17 akapoteredza