Dhanieri 3:2 BDMCS

2 Ipapo akadana machinda, navarayiri, namadzishe, navapi vamazano, navachenjeri vepfuma, navatongi, namakurukota edzimhosva navamwe vabati vose vamatunhu kuti vauye kuzomukumikidza chifananidzo chaakanga amisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3

Maonero Dhanieri 3:2 akapoteredza