Dhanieri 3:25 BDMCS

25 Iye akati, “Tarirai! Ndiri kuona vanhu vana vachifamba-famba mumoto, vasina kusungwa uye vasina kutsva, uye wechina anoratidzika somwanakomana wavamwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3

Maonero Dhanieri 3:25 akapoteredza