Dhanieri 4:32 BDMCS

32 Uchadzingwa pakati pavanhu uye uchagara nemhuka dzesango; uchadya uswa semombe. Nguva nomwe dzichakuperera kusvikira waziva kuti Wokumusoro-soro ndiye Ishe pamusoro poushe hwavanhu uye kuti anohupa kuna ani zvake waanenge ada.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 4

Maonero Dhanieri 4:32 akapoteredza