Dhanieri 6:26 BDMCS

26 “Ndinotema chirevo chokuti munzvimbo dzose dzoushe hwangu vanhu vanofanira kutya nokuremekedza Mwari waDhanieri. “Nokuti ndiye Mwari mupenyu uye anogara nokusingaperi; umambo hwake hahungaparadzwi, ushe hwake hahutongogumi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:26 akapoteredza