Dhanieri 6:7 BDMCS

7 Vakuru voushe vatariri, machinda, navapangi vamazano uye vabati vakatenderana vose kuti mambo ngaateme chirevo nokusimbisa chirevo kuti ani naani anonyengetera kuna mwari upi zvake kana munhu pakati pamazuva makumi matatu, kunze kwokwamuri imi mambo, achakandwa mugomba reshumba.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:7 akapoteredza