Dhanieri 8:11 BDMCS

11 Rwakazvikudza kuti rukure soMuchinda wehondo, rwakabvisa zvibayiro zvezuva nezuva kubva kwaari, uye nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputsirwa pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:11 akapoteredza