Dhanieri 8:25 BDMCS

25 Achaita kuti kunyengera kubudirire, uye achazviona somunhu wapamusoro. Achaparadza vazhinji, pavanofunga kuti vagarika ndokumukiravo Muchinda wamachinda. Asi zvazvo achazoparadzwa, asi kwete nesimba romunhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:25 akapoteredza