Dhanieri 8:27 BDMCS

27 Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:27 akapoteredza