Dhanieri 8:6 BDMCS

6 Yakauya yakananga kugondohwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:6 akapoteredza