Dhanieri 8:8 BDMCS

8 Nhongo yakava huru kwazvo, asi yakati yasimba kwazvo, runyanga rwayo rukuru rwakavhunika, uye panzvimbo yarwo pakamera dzimwe nyanga ina dzakasimba dzakananga kumhepo ina dzokudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:8 akapoteredza