Dhanieri 9:12 BDMCS

12 Makazadzisa mashoko akataurwa pamusoro pedu napamusoro pamadzishe edu nokuuyisa pamusoro pedu njodzi huru. Hakuna kumbova nechinhu chakaitwa pasi pedenga rose chakafanana nezvakaitwa paJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 9

Maonero Dhanieri 9:12 akapoteredza