Dhanieri 9:19 BDMCS

19 Haiwa Ishe, inzwai! Haiwa Ishe kanganwirai! Haiwa Ishe, inzwai muite! Haiwa Mwari wangu, nokuda kwenyu musanonoka, nokuti vanhu venyu neguta renyu vakatumidzwa Zita renyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 9

Maonero Dhanieri 9:19 akapoteredza