Dhuteronomi 1:1 BDMCS

1 Aya ndiwo mashoko akataurwa naMozisi kuvaIsraeri vose murenje kumabvazuva kweJorodhani, mumupata weArabha wakatarisana neSufi, pakati peParani neToferi, Rabhani, Hazeroti neDhizahabhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1

Maonero Dhuteronomi 1:1 akapoteredza